La Biblia Online

- Anuncios -

Jakobo 1:8 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

8 nokuti munhu ane pfungwa mbiri, asina pake muna zvose zvaanoita.

Ver Capítulo Copiar

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

8 munhu, unemŋoyo miʋiri, unoshanduka‐shanduka panzira dzake dzose.

Ver Capítulo Copiar

Shona Bible 1949 revised 2002

8 munhu, ane mwoyo miviri, anoshandukashanduka panzira dzake dzose.

Ver Capítulo Copiar

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

8 nokuti munhu ane pfungwa mbiri, asina pake muna zvose zvaanoita.

Ver Capítulo Copiar

Bhaibhiri Idzva rechiShona

8 nokuti munhu ane pfungwa mbiri, asina pake muna zvose zvaanoita.

Ver Capítulo Copiar

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

8 munhu ane mwoyo miviri, anongoshanduka-shanduka mune zvose zvaanoita.

Ver Capítulo Copiar

Jakobo 1:8

Síguenos en:

Anuncios

Anuncios