Jakobo 1:6 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika6 Asi ngaakumbire nechitendero asingakahadziki, nokuti munhu anokahadzika akafanana namasaisai egungwa anopeperetswa achiitwa suku nasai nemhepo. Ver CapítuloBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)6 Asi ŋgaakumbire nokutenda, asiŋganyunyuti napaɗuku; nokuti munhu unonyunyuta wakaita sefuŋgu reguŋgwa rinosundwa nemhepo ricimutswa‐mutswa. Ver CapítuloShona Bible 1949 revised 20026 Asi ngaakumbire nokutenda, asinganyunyuti napaduku; nokuti munhu anonyunyuta akaita sefungu regungwa rinosundwa nemhepo richimutswamutswa. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika6 Asi ngaakumbire nechitendero asingakahadziki, nokuti munhu anokahadzika akafanana namasaisai egungwa anopeperetswa achiitwa suku nasai nemhepo. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona6 Asi ngaakumbire nechitendero asingakahadziki, nokuti munhu anokahadzika akafanana namasaisai egungwa anopeperetswa achiitwa suku nasai nemhepo. Ver CapítuloBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi6 Asi paanokumbira, anofanira kutenda asinganyunyuti, nokuti uyo anonyunyuta akaita sefungu regungwa, rinosundwa uye rinomutswa-mutswa nemhepo. Ver Capítulo |