La Biblia Online

- Anuncios -

Jakobo 1:25 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

25 Asi uyo anotarisa mumutemo uzere worusununguko oramba achingoshingirira asiri munhu anongonzwa chete achizokanganwa asi muiti webasa; achakomborerwa mune zvaanoita.

Ver Capítulo Copiar

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

25 Asi munhu unocerekedza murairo wakakwana, iwo murairo wokusunuŋgurwa, akaramba aciɗaro, asati ari munzwi, unokaŋganwa, asi muiti weɓasa, iye ucaropafadzwa paneɀaanoita.

Ver Capítulo Copiar

Shona Bible 1949 revised 2002

25 Asi munhu anocherekedza murayiro wakakwana, iwo murayiro wokusunungurwa, akaramba achidaro, asati ari munzwi, anokanganwa, asi muiti webasa, iye acharopafadzwa pane zvaanoita.

Ver Capítulo Copiar

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

25 Asi uyo anotarisa mumutemo uzere worusununguko oramba achingoshingirira asiri munhu anongonzwa chete achizokanganwa asi muiti webasa; achakomborerwa mune zvaanoita.

Ver Capítulo Copiar

Bhaibhiri Idzva rechiShona

25 Asi uyo anotarisa mumutemo uzere worusununguko oramba achingoshingirira asiri munhu anongonzwa chete achizokanganwa asi muiti webasa; achakomborerwa mune zvaanoita.

Ver Capítulo Copiar

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

25 Asi munhu anonyatsotarisa mumurayiro wakakwana uyo unopa rusununguko, uye achiramba achiita izvozvo, asingakanganwi zvaanzwa, asi achizviita, acharopafadzwa pane zvaanoita.

Ver Capítulo Copiar

Jakobo 1:25

Síguenos en:

Anuncios

Anuncios