La Biblia Online

- Anuncios -




Jakobo 1:24 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

24 nokuti anozviongorora zvake oenda asi obva akanganwa zvaari.

Ver Capítulo Copiar

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

24 Nokuti unoɀiʋona, ndokuenda, ndokukaŋganwa pakarepo kuti wakaɗini iye.

Ver Capítulo Copiar

Shona Bible 1949 revised 2002

24 Nokuti anozviona, ndokuenda, ndokukanganwa pakarepo kuti akadini iye.

Ver Capítulo Copiar

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

24 nokuti anozviongorora zvake oenda asi obva akanganwa zvaari.

Ver Capítulo Copiar

Bhaibhiri Idzva rechiShona

24 nokuti anozviongorora zvake oenda asi obva akanganwa zvaari.

Ver Capítulo Copiar

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

24 uye, mushure mokuzvitarira, anoenda uye nokukurumidza anokanganwa kuti anoratidzika sei.

Ver Capítulo Copiar




Jakobo 1:24

Síguenos en:

Anuncios


Anuncios