Jakobo 1:22 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika22 Naizvozvo ivai vaiti vezvinorehwa neshoko kwete vanzwi chete muchizvinyengedza Ver CapítuloBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)22 Asi iʋai ʋaiti ʋeshoko, musaʋa ʋanzwi ʋoga, muciɀinyeŋgera. Ver CapítuloShona Bible 1949 revised 200222 Asi ivai vaiti veshoko, musava vanzwi voga, muchizvinyengera. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika22 Naizvozvo ivai vaiti vezvinorehwa neshoko kwete vanzwi chete muchizvinyengedza Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona22 Naizvozvo ivai vaiti vezvinorehwa neshoko kwete vanzwi chete muchizvinyengedza Ver CapítuloBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi22 Musangova vanzwi veshoko bedzi, uye nokudaro muchizvinyengera. Itai zvarinoreva. Ver Capítulo |