Jakobo 1:20 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika20 nokuti kushatirwa kwomunhu hakubatsiri kuti mugariro wohumwari wakarurama uitwe. Ver CapítuloBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)20 nokuti kutsamŋa kwomunhu hakuiti kururama kwaMŋari. Ver CapítuloShona Bible 1949 revised 200220 nokuti kutsamwa kwomunhu hakuiti kururama kwaMwari. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika20 nokuti kushatirwa kwomunhu hakubatsiri kuti mugariro wohumwari wakarurama uitwe. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona20 nokuti kushatirwa kwomunhu hakubatsiri kuti mugariro wohumwari wakarurama uitwe. Ver CapítuloBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi20 nokuti kutsamwa kwomunhu hakuuyisi upenyu hwakarurama hunodikanwa naMwari. Ver Capítulo |