Jakobo 1:19 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika19 Zivai izvi hama dzangu dzadiwa zvokuti munhu wose ngaakurumidze zvake kunzwa asi ave anononoka kutaura uye ave anonoka kushatirwa Ver CapítuloBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)19 Munoɀiziʋa henyu iɀoɀi, hama dzaŋgu dzinoɗikanwa. Asi munhu mumŋe nomumŋe ŋgaakurumidze kunzwa, anonoke kutaura, anonoke kutsamŋa; Ver CapítuloShona Bible 1949 revised 200219 Munozviziva henyu izvozvi, hama dzangu dzinodikanwa. Asi munhu mumwe nomumwe ngaakurumidze kunzwa, anonoke kutaura, anonoke kutsamwa; Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika19 Zivai izvi hama dzangu dzadiwa zvokuti munhu wose ngaakurumidze zvake kunzwa asi ave anononoka kutaura uye ave anonoka kushatirwa Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona19 Zivai izvi hama dzangu dzadiwa zvokuti munhu wose ngaakurumidze zvake kunzwa asi ave anononoka kutaura uye ave anonoka kushatirwa Ver CapítuloBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi19 Hama dzangu dzinodikanwa, cherechedzai izvi: Munhu mumwe nomumwe anofanira kukurumidza kunzwa, kunonoka kutaura nokunonoka kutsamwa, Ver Capítulo |