Jakobo 1:15 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika15 Kana ruchiva rwabata runobereka chitadzo. Kana chitadzo chadzika midzi chinounza rufu. Ver CapítuloBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)15 Ɀino kuciʋa, kana kwarema, kunoɀara ɀiʋi; neɀiʋi, kana ɀakura, ɀinoɓereka rufu. Ver CapítuloShona Bible 1949 revised 200215 Zvino kuchiva, kana kwarema, kunozvara zvivi; nezvivi, kana zvakura, zvinobereka rufu. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika15 Kana ruchiva rwabata runobereka chitadzo. Kana chitadzo chadzika midzi chinounza rufu. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona15 Kana ruchiva rwabata runobereka chitadzo. Kana chitadzo chadzika midzi chinounza rufu. Ver CapítuloBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi15 Ipapo kuchiva kukange kwaumbwa kunobereka chivi; uye chivi, chikange chakura kwazvo, chinobereka rufu. Ver Capítulo |