Isaya 1:7 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika7 Nyika yenyu yangova nyikawo zvayo maguta enyu aririmiswa nomoto nyika yenyu yarozvwa namabvakure, yangova nyika sokunge yakurirwa namabvakure imi makatarisa. Ver CapítuloBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)7 Nyika yenyu yaparadzwa, maguta enyu apiswa nomŋoto, nyika yenyu yopedzwa naʋatorwa imi muri’po, yaparadzwa, seɀinoparadza ʋatorwa. Ver CapítuloShona Bible 1949 revised 20027 Nyika yenyu yaparadzwa, maguta enyu apiswa nomoto, nyika yenyu yopedzwa navatorwa imi muripo, yaparadzwa, sezvinoparadza vatorwa. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika7 Nyika yenyu yangova nyikawo zvayo maguta enyu aririmiswa nomoto nyika yenyu yarozvwa namabvakure, yangova nyika sokunge yakurirwa namabvakure imi makatarisa. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona7 Nyika yenyu yangova nyikawo zvayo maguta enyu aririmiswa nomoto nyika yenyu yarozvwa namabvakure, yangova nyika sokunge yakurirwa namabvakure imi makatarisa. Ver CapítuloBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi7 Nyika yenyu yaparadzwa, Maguta enyu apiswa nomoto; minda yenyu iri kutorwa navatorwa pamberi penyu chaipo, nyika yaparadzwa sapanoparadza vatorwa. Ver Capítulo |