Isaya 1:29 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika29 Ndinodaro nokuti zvokufarira mioku yokunamata zvichakunyadzisai; muchanyara namapindu enyu amakatsaura; Ver CapítuloBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)29 Nokuti ʋacanyadziswa pamsoro pemiti yemiouki yamaifarira, mucaʋa nenyadzi pamsoro peminda yamakasanaŋgura. Ver CapítuloShona Bible 1949 revised 200229 Nokuti vachanyadziswa pamusoro pemiti yemiouki yamaifarira, muchava nenyadzi pamusoro peminda yamakasanangura. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika29 Ndinodaro nokuti zvokufarira mioku yokunamata zvichakunyadzisai; muchanyara namapindu enyu amakatsaura; Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona29 Ndinodaro nokuti zvokufarira mioku yokunamata zvichakunyadzisai; muchanyara namapindu enyu amakatsaura; Ver CapítuloBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi29 “Nokuti muchanyadziswa nokuda kwemiti yomuouki yamunoeresa, yamunofadzwa nayo; muchanyadziswa nokuda kwamapindu amakasarudza. Ver Capítulo |