Isaya 1:22 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika22 Sirivha yako haisisina maturo, waini yako yashapiswa nemvura. Ver CapítuloBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)22 Sirveri yako aʋa marara, waini yako yakaveŋganiswa nemvura. Ver CapítuloShona Bible 1949 revised 200222 Sirivha yako ava marara, waini yako yakavhenganiswa nemvura. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika22 Sirivha yako haisisina maturo, waini yako yashapiswa nemvura. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona22 Sirivha yako haisisina maturo, waini yako yashapiswa nemvura. Ver CapítuloBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi22 Sirivha yako yava nengura, waini yako yakavhenganiswa nemvura. Ver Capítulo |