Isaya 1:16 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika16 Shambai muzvichenese, bvisai zviito zvenyu zvakaipa mumaziso mangu. Kandai pasi uipi. Ver CapítuloBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)16 Shambai, muɀinatse; bvisai ɀakaipa ɀamaɓasa enyu pamberi paŋgu; regai kuramba muciita ɀakaipa; Ver CapítuloShona Bible 1949 revised 200216 Shambai; muzvinatse; bvisai zvakaipa zvamabasa enyu pamberi pangu; regai kuramba muchiita zvakaipa; Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika16 Shambai muzvichenese, bvisai zviito zvenyu zvakaipa mumaziso mangu. Kandai pasi uipi. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona16 Shambai muzvichenese, bvisai zviito zvenyu zvakaipa mumaziso mangu. Kandai pasi uipi. Ver CapítuloBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi16 shambai muzvinatse. Bvisai mabasa enyu akaipa pamberi pangu! Regai kuita zvakaipa, Ver Capítulo |