Hagai 2:7 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika7 Ndichazunza marudzi ose avanhu zvokuti upfumi hwamarudzi ose huchauya ndigozadza Temberi ino norunako,’ ndizvo zviri kutaura Tenzi. Ver CapítuloBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)7 ndicazunuŋgusa ndudzi dzose; ɀose ɀinoɗikanwa nendudzi dzose ɀicaʋuya; ndicazadza imba ino nokubginya — ndiɀo ɀinotaura Jehova wehondo. Ver CapítuloShona Bible 1949 revised 20027 ndichazunungusa ndudzi dzose; zvose zvinodikanwa nendudzi dzose zvichauya; ndichazadza imba ino nokubwinya,’ ndizvo zvinotaura Jehovha wehondo. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika7 Ndichazunza marudzi ose avanhu zvokuti upfumi hwamarudzi ose huchauya ndigozadza Temberi ino norunako,’ ndizvo zviri kutaura Tenzi. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona7 Ndichazunza marudzi ose avanhu zvokuti upfumi hwamarudzi ose huchauya ndigozadza Temberi ino norunako,’ ndizvo zviri kutaura Tenzi. Ver CapítuloBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi7 Ndichazungunusa ndudzi dzose, uye zvinodikanwa nendudzi dzose zvichauya, uye ndichazadza imba ino nokubwinya,’ ndizvo zvinotaura Jehovha Wamasimba Ose. Ver Capítulo |