La Biblia Online

- Anuncios -

Hagai 2:6 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

6 “Chandinodariro ndechokuti, zvanzi naTenzi wehondo nehondo, ‘Kusati kwapera nguva ndefu ini ndichazunzazve matenga nenyika negungwa napasi pakaoma.

Ver Capítulo Copiar

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

6 Nokuti ɀanzi naJehova wehondo: Kamŋe cete, kwasara ciŋguʋa ciɗuku, ndicazunuŋgusa ɗeŋga rose, nenyika neguŋgwa, nenyika yakawoma;

Ver Capítulo Copiar

Shona Bible 1949 revised 2002

6 “Nokuti zvanzi naJehovha wehondo, ‘Kamwe chete, kwasara chinguva chiduku, ndichazunungusa denga rose, nenyika negungwa, nenyika yakaoma;

Ver Capítulo Copiar

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

6 “Chandinodariro ndechokuti, zvanzi naTenzi wehondo nehondo, ‘Kusati kwapera nguva ndefu ini ndichazunzazve matenga nenyika negungwa napasi pakaoma.

Ver Capítulo Copiar

Bhaibhiri Idzva rechiShona

6 “Chandinodariro ndechokuti, zvanzi naTenzi wehondo nehondo, ‘Kusati kwapera nguva ndefu ini ndichazunzazve matenga nenyika negungwa napasi pakaoma.

Ver Capítulo Copiar

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

6 “Zvanzi naJehovha Wamasimba Ose: ‘Munguva shoma shoma, ndichazungunusa matenga nenyika, negungwa nenyika yakaoma.

Ver Capítulo Copiar

Hagai 2:6

Síguenos en:

Anuncios

Anuncios