Hagai 2:16 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika16 Zvaiti kana munhu akaenda pamurwi unezviero makumi maviri aiwana paine gumi chete. Kana munhu aienda kuguvi rewaini kundochera zviero makumi mashanu aiwana muine makumi maviri chete. Ver CapítuloBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)16 Neŋguʋa iyo yose kana munhu aciŋge aȿika pamurwi weɀiyo ɀeɀiyero ɀinamakumi maʋiri, ɀaiŋgoʋa’po ɀinegumi; kana munhu akaȿika paciȿiniro cewaini aciti ndinocera hari dzinamakumi mashanu, dzaiŋgoʋa’po dzinamakumi maʋiri. Ver CapítuloShona Bible 1949 revised 200216 Nenguva iyo yose kana munhu achinge asvika pamurwi wezviyo zvezviyero zvina makumi maviri, zvaingovapo zvine gumi; kana munhu akasvika pachisviniro chewaini achiti ndinochera hari dzina makumi mashanu, dzaingovapo dzina makumi maviri. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika16 Zvaiti kana munhu akaenda pamurwi unezviero makumi maviri aiwana paine gumi chete. Kana munhu aienda kuguvi rewaini kundochera zviero makumi mashanu aiwana muine makumi maviri chete. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona16 Zvaiti kana munhu akaenda pamurwi unezviero makumi maviri aiwana paine gumi chete. Kana munhu aienda kuguvi rewaini kundochera zviero makumi mashanu aiwana muine makumi maviri chete. Ver CapítuloBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi16 Munhu aiti kana achinge asvika pamurwi wezviyero makumi maviri, paingova negumi chete. Munhu aiti kana asvika pachisviniro chewaini achida kuchera zviyero makumi mashanu, kwaingova nezviyero makumi maviri chete. Ver Capítulo |