Hagai 2:15 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika15 “Zvino momborangarira izvi mumwoyo menyu zvichaitika kubvira nhasi uno zvichienda mberi. Ko paTemberi iyi yaTenzi pasati paiswa dombo pamusoro perimwe zvaikufambirai sei. Ver CapítuloBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)15 Ɀino fuŋgai henyu kubva pazuʋa ranhasi mucidzokera shure, ibge rimŋe ricigere kuiswa pamsoro pebge mutembere yaJehova. Ver CapítuloShona Bible 1949 revised 200215 Zvino fungai henyu kubva pazuva ranhasi muchidzokera shure, ibwe rimwe richigere kuiswa pamusoro pebwe muTemberi yaJehovha. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika15 “Zvino momborangarira izvi mumwoyo menyu zvichaitika kubvira nhasi uno zvichienda mberi. Ko paTemberi iyi yaTenzi pasati paiswa dombo pamusoro perimwe zvaikufambirai sei. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona15 “Zvino momborangarira izvi mumwoyo menyu zvichaitika kubvira nhasi uno zvichienda mberi. Ko paTemberi iyi yaTenzi pasati paiswa dombo pamusoro perimwe zvaikufambirai sei. Ver CapítuloBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi15 “ ‘Zvino fungisisai, kubvira pazuva ranhasi, muchidzokera shure, chimbofungai zvazvakanga zvakaita ibwe rimwe richigere kuiswa pamusoro perimwe ibwe mutemberi yaJehovha. Ver Capítulo |