Genesi 9:29 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika29 Saka ose pamwechete, Nowa akaita makore mazana mapfumbamwe ana makumi mashanu ndokuzofa zvake. Ver CapítuloBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)29 Mazuʋa ose aNoa akaŋga ari mazana mapfumbamŋe namakumi mashanu, akafa. Ver CapítuloShona Bible 1949 revised 200229 Mazuva ose aNoa akanga ari mazana mapfumbamwe nemakumi mashanu, akafa. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika29 Saka ose pamwechete, Nowa akaita makore mazana mapfumbamwe ana makumi mashanu ndokuzofa zvake. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona29 Saka ose pamwechete, Nowa akaita makore mazana mapfumbamwe ana makumi mashanu ndokuzofa zvake. Ver CapítuloBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi29 Pamwe chete, Noa akararama kwamakore mazana mapfumbamwe namakumi mashanu, uye akafa. Ver Capítulo |