Genesi 9:24 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika24 Nowa paakapengenuka mukuraradza newaini, akaziva zvakanga zvaitwa kwaari nomwanakomana wake muduku. Ver CapítuloBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)24 Ɀino Noa akapeŋgenuka pawaini yake, akaziʋa ɀaakaitirwa nomŋanakomana wake muɗuku, Ver CapítuloShona Bible 1949 revised 200224 Zvino Noa akapengenuka pawaini yake, akaziva zvaakaitirwa nomwanakomana wake muduku, Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika24 Nowa paakapengenuka mukuraradza newaini, akaziva zvakanga zvaitwa kwaari nomwanakomana wake muduku. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona24 Nowa paakapengenuka mukuraradza newaini, akaziva zvakanga zvaitwa kwaari nomwanakomana wake muduku. Ver CapítuloBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi24 Noa akati amuka kubva pawaini yake uye akaziva zvakanga zvaitwa kwaari nomwanakomana wake muduku, Ver Capítulo |