Genesi 8:6 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika6 Kuzoti kwapera mazuva makumi mana, Nowa akazurura hwindo rengarava riya raakagadzira. Ver CapítuloBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)6 Mazuʋa anamakumi manna akati apfuʋura, Noa akazarura windi reareka raakaŋga aita; Ver CapítuloShona Bible 1949 revised 20026 Mazuva ana makumi mana akati apfuura, Noa akazarura windo reareka raakanga aita; Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika6 Kuzoti kwapera mazuva makumi mana, Nowa akazurura hwindo rengarava riya raakagadzira. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona6 Kuzoti kwapera mazuva makumi mana, Nowa akazurura hwindo rengarava riya raakagadzira. Ver CapítuloBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi6 Shure kwamazuva makumi mana, Noa akazarura windo raakanga aita muareka, Ver Capítulo |