Genesi 7:8 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika8 Mhando dzose dzemhuka dzakan'ora nedzisina kun'ora dzakapinda mungarava naNowa, Ver CapítuloBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)8 Pamhuka dzakanaka, napamhuka dzisakanaka, neshiri, neɀose ɀinokambaira panyika, Ver CapítuloShona Bible 1949 revised 20028 Pamhuka dzakanaka, napamhuka dzisina kunaka, neshiri, nezvose zvinokambaira panyika, Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika8 Mhando dzose dzemhuka dzakan'ora nedzisina kun'ora dzakapinda mungarava naNowa, Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona8 Mhando dzose dzemhuka dzakan'ora nedzisina kun'ora dzakapinda mungarava naNowa, Ver CapítuloBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi8 Zviviri zviviri zvemhuka dzakanaka nedzisina kunaka, zviviri zviviri zveshiri nezvezvisikwa zvose zvinokambaira panyika, Ver Capítulo |