La Biblia Online

- Anuncios -

Genesi 6:19 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

19 Pamhando yoga yoga yezvinhu zvose zvipenyu unotora zviviri, chikono nechikadzi uende nazvo mungarava zvirarame pamwechete newe.

Ver Capítulo Copiar

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

19 Napaɀipenyu ɀose ɀenyama uise muareka ɀiʋiri‐ɀiʋiri ɀamarudzi ose, kuti ɀirarame pamŋe cete newe; ngaɀiʋe mukono nehadzi.

Ver Capítulo Copiar

Shona Bible 1949 revised 2002

19 Napazvipenyu zvose zvenyama uise muareka zviviri zviviri zvamarudzi ose, kuti zvirarame pamwechete newe; ngazvive mukono nehadzi.

Ver Capítulo Copiar

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

19 Pamhando yoga yoga yezvinhu zvose zvipenyu unotora zviviri, chikono nechikadzi uende nazvo mungarava zvirarame pamwechete newe.

Ver Capítulo Copiar

Bhaibhiri Idzva rechiShona

19 Pamhando yoga yoga yezvinhu zvose zvipenyu unotora zviviri, chikono nechikadzi uende nazvo mungarava zvirarame pamwechete newe.

Ver Capítulo Copiar

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

19 Unofanira kuisa muareka zviviri zviviri pazvisikwa zvipenyu zvose, chikono nechikadzi, kuti zvirarame pamwe chete newe.

Ver Capítulo Copiar

Genesi 6:19

Síguenos en:

Anuncios

Anuncios