Genesi 6:10 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika10 Nowa aiva navana vakomana vatatu, mazita avo ndiShemu naHamu naJafeti. Ver CapítuloBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)10 Noa akaɓereka ʋanakomana ʋatatu, ʋaiti: Shemi, naHami, naJafeti. Ver CapítuloShona Bible 1949 revised 200210 Noa akabereka vanakomana vatatu, vaiti: Shemu, naHamu, naJafeti. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika10 Nowa aiva navana vakomana vatatu, mazita avo ndiShemu naHamu naJafeti. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona10 Nowa aiva navana vakomana vatatu, mazita avo ndiShemu naHamu naJafeti. Ver CapítuloBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi10 Noa akanga ana vanakomana vatatu vaiti: Shemu, Hamu naJafeti. Ver Capítulo |