La Biblia Online

- Anuncios -

Genesi 50:5 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

5 baba vangu vakati, ‘Ini ndava kufa. Ndine guva rangu randakagadzira riri kunyika yeKanani. Zvino iwe nditsidzire kuti uchazondiviga muguva iroro.’ Saka zvino ndibvumireiwo kuti ndiende kundoviga baba vangu ndigozodzoka zvangu kuno.”

Ver Capítulo Copiar

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

5 Ƃaɓa ʋaŋgu ʋakandipikisa, ʋaciti: Tarira, ndofa; mubgiro bgandakaɀicerera munyika yeKanani, ndi’mo maunofanira kundiʋiga’mo. Naiɀoɀo ɀino ɗonditenderai henyu kuti ndikwire, ndindoʋiga ɓaɓa ʋaŋgu, ndigodzoka.

Ver Capítulo Copiar

Shona Bible 1949 revised 2002

5 ‘Baba vangu vakandipikisa, vachiti tarirai, ndofa, muhwiro hwandakazvicherera munyika yeKenani, ndimo maunofanira kundivigamo.’ Naizvozvo zvino donditenderai henyu kuti ndikwire, ndindoviga baba vangu, ndogodzoka.”

Ver Capítulo Copiar

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

5 baba vangu vakati, ‘Ini ndava kufa. Ndine guva rangu randakagadzira riri kunyika yeKanani. Zvino iwe nditsidzire kuti uchazondiviga muguva iroro.’ Saka zvino ndibvumireiwo kuti ndiende kundoviga baba vangu ndigozodzoka zvangu kuno.”

Ver Capítulo Copiar

Bhaibhiri Idzva rechiShona

5 baba vangu vakati, ‘Ini ndava kufa. Ndine guva rangu randakagadzira riri kunyika yeKanani. Zvino iwe nditsidzire kuti uchazondiviga muguva iroro.’ Saka zvino ndibvumireiwo kuti ndiende kundoviga baba vangu ndigozodzoka zvangu kuno.”

Ver Capítulo Copiar

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

5 ‘Baba vangu vakaita kuti ndipike mhiko uye vakati, “Ini ndava kufa; mundivige muguva randakazvicherera munyika yeKenani.” Zvino regai hangu ndikwidze ndinoviga baba vangu; ipapo ndigozodzoka hangu.’ ”

Ver Capítulo Copiar

Genesi 50:5

Síguenos en:

Anuncios

Anuncios