Genesi 50:15 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika15 Vakoma vaJosefi zvavakaona kuti baba vavo vafa vakakurukurirana vachiti, “Zvimwe Josefi achiri kutivenga, zvimwe ari kuronga twaanoronga kutsiva zvakaipa zvose zvatakamuitira, hatizive.” Ver CapítuloBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)15 Ɀino ʋakoma ʋaJosefa ʋakati ʋaciʋona kuti ɓaɓa ʋaʋo ʋafa, ʋakati: Ɀimŋe Josefa ucatiʋeŋga, nokutitsiʋa kwaɀo ɀakaipa ɀose ɀatakamuitira. Ver CapítuloShona Bible 1949 revised 200215 Zvino vakoma vaJosefa vakati vachiona kuti baba vavo vafa, vakati, “Zvimwe Josefa achativenga, nokutitsiva kwazvo zvakaipa zvose zvatakamuitira.” Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika15 Vakoma vaJosefi zvavakaona kuti baba vavo vafa vakakurukurirana vachiti, “Zvimwe Josefi achiri kutivenga, zvimwe ari kuronga twaanoronga kutsiva zvakaipa zvose zvatakamuitira, hatizive.” Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona15 Vakoma vaJosefi zvavakaona kuti baba vavo vafa vakakurukurirana vachiti, “Zvimwe Josefi achiri kutivenga, zvimwe ari kuronga twaanoronga kutsiva zvakaipa zvose zvatakamuitira, hatizive.” Ver CapítuloBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi15 Madzikoma aJosefa akati aona kuti baba vavo vakanga vafa, vakati, “Zvimwe Josefa angadaro achiri kutivenga uye akatitsiva pane zvakaipa zvose zvatakaita kwaari?” Ver Capítulo |