Genesi 50:10 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika10 Vakasvika paburiro repaAtadhi riri kumhiri kwaJorodhani, vakachema vari ipapo vachiungudza nokuchema kukuru. Josefi akapedza mazuva manomwe ari ipapo achingochema baba vake. Ver CapítuloBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)10 Ʋakaȿika paɓuriro raAtadi, riri mhiri kwaJoridani, ʋakamucema’po nokucema kukuru kwaɀo; akacema ɓaɓa ʋake mazuʋa manomŋe. Ver CapítuloShona Bible 1949 revised 200210 Vakasvika paburiro raAtadhi, riri mhiri kwaJorodhani, vakamuchemapo nokuchema kukuru kwazvo; akachema baba vake mazuva manomwe. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika10 Vakasvika paburiro repaAtadhi riri kumhiri kwaJorodhani, vakachema vari ipapo vachiungudza nokuchema kukuru. Josefi akapedza mazuva manomwe ari ipapo achingochema baba vake. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona10 Vakasvika paburiro repaAtadhi riri kumhiri kwaJorodhani, vakachema vari ipapo vachiungudza nokuchema kukuru. Josefi akapedza mazuva manomwe ari ipapo achingochema baba vake. Ver CapítuloBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi10 Vakati vasvika paburiro raAtadhi, pedyo neJorodhani, vakachema zvikuru neshungu; uye ipapo Josefa akatara mazuva manomwe okuchema baba vake. Ver Capítulo |