Genesi 49:33 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika33 Kuzoti Jakobho apedza kurongera vana vake akarara pamubhedha wake, ndiye sarai oendawo kwakaenda vamwe. Ver CapítuloBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)33 Ɀino Jakobo wakati apedza kuraira ʋanakomana ʋake, akadzosera tsoka dzake paʋuʋato, mŋeya wake ukaɓuɗa, akasoŋganiswa naʋanhu ʋake. Ver CapítuloShona Bible 1949 revised 200233 Zvino Jakobho akati apedza kuraira vanakomana vake, akadzosera tsoka dzake pauvato, mweya wake ukabuda, akasanganiswa navanhu vake. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika33 Kuzoti Jakobho apedza kurongera vana vake akarara pamubhedha wake, ndiye sarai oendawo kwakaenda vamwe. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona33 Kuzoti Jakobho apedza kurongera vana vake akarara pamubhedha wake, ndiye sarai oendawo kwakaenda vamwe. Ver CapítuloBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi33 Jakobho akati apedza kurayira vanakomana vake, akadzora tsoka dzake mumubhedha, akabudisa mweya wake akasanganiswa navanhu vokwake. Ver Capítulo |