Genesi 49:19 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika19 “Gadhi acharwiswa namagandanga, asi iye achatsikirirana nawo kutevera. Ver CapítuloBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)19 Gadi ucaʋambga nehondo, Asi iye ucaʋaʋamba paɀitsitsinho ɀaʋo. Ver CapítuloShona Bible 1949 revised 200219 Gadhi achavambwa nehondo, Asi iye achavavamba pazvitsitsinho zvavo. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika19 “Gadhi acharwiswa namagandanga, asi iye achatsikirirana nawo kutevera. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona19 “Gadhi acharwiswa namagandanga, asi iye achatsikirirana nawo kutevera. Ver CapítuloBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi19 “Gadhi acharohwa neboka ravapambi, asi achavarova pazvitsitsinho zvavo. Ver Capítulo |