Genesi 48:6 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika6 Asi vawakazoberekerwa mushure mavo, ndivo vachava vana vako. Nhaka yavo vanotozoiwana muzita ravakoma vavo ivavo. Ver CapítuloBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)6 Asi ʋana ʋako, ʋawakaɓereka shure kwaʋo, ʋacaʋa ʋana ʋako, ʋacatumidzwa nezita raʋakuru ʋaʋo panhaka yaʋo. Ver CapítuloShona Bible 1949 revised 20026 Asi vana vako, vawakabereka shure kwavo, vachava vana vako, vachatumidzwa nezita ravakuru vavo panhaka yavo. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika6 Asi vawakazoberekerwa mushure mavo, ndivo vachava vana vako. Nhaka yavo vanotozoiwana muzita ravakoma vavo ivavo. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona6 Asi vawakazoberekerwa mushure mavo, ndivo vachava vana vako. Nhaka yavo vanotozoiwana muzita ravakoma vavo ivavo. Ver CapítuloBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi6 Vana vose vawakaberekerwa mumashure mavo vachava vako; munyika yavo yenhaka vachazivikanwa pasi pamazita amadzikoma avo. Ver Capítulo |