La Biblia Online

- Anuncios -

Genesi 48:21 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

21 Jakobho akarayira Josefi achiti, “Ini ndava kufa, asi Mwari achava nemi, achakudzoserai kunyika yemadzibaba enyu.

Ver Capítulo Copiar

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

21 Ɀino Israeri akati kunaJosefa: Tarira, ndofa, asi Mŋari ucaʋa nemi, ucakudzoserai kunyika yamadziɓaɓa enyu.

Ver Capítulo Copiar

Shona Bible 1949 revised 2002

21 Zvino Isiraeri akati kuna Josefa, “Tarira, ndofa, asi Mwari achava nemi, achakudzoserai kunyika yamadzibaba enyu.

Ver Capítulo Copiar

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

21 Jakobho akarayira Josefi achiti, “Ini ndava kufa, asi Mwari achava nemi, achakudzoserai kunyika yemadzibaba enyu.

Ver Capítulo Copiar

Bhaibhiri Idzva rechiShona

21 Jakobho akarayira Josefi achiti, “Ini ndava kufa, asi Mwari achava nemi, achakudzoserai kunyika yemadzibaba enyu.

Ver Capítulo Copiar

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

21 Ipapo Israeri akati kuna Josefa, “Ndava pedyo nokufa, asi Mwari achava newe uye achakudzoserai kunyika yamadzibaba enyu.

Ver Capítulo Copiar

Genesi 48:21

Síguenos en:

Anuncios

Anuncios