Genesi 47:30 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika30 asi ndivige pakavigwa madzibaba angu. Unonditakura kubva muIjipiti muno wondondiviga kunzvimbo yavo yokuviga vakafa.” Josefi akati, “Ini ndichaita sokureva kwenyu.” Ver CapítuloBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)30 asi kana ndaʋata namadziɓaɓa aŋgu, undibvise paEgipita, undondiʋiga mubgiro bgaʋo. Iye akati: Ndicaita seɀamataura. Ver CapítuloShona Bible 1949 revised 200230 asi kana ndavata namadzibaba angu, undibvise paIjipiti, unondiviga muhwiro hwavo.” Iye akati, “Ndichaita sezvamataura.” Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika30 asi ndivige pakavigwa madzibaba angu. Unonditakura kubva muIjipiti muno wondondiviga kunzvimbo yavo yokuviga vakafa.” Josefi akati, “Ini ndichaita sokureva kwenyu.” Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona30 asi ndivige pakavigwa madzibaba angu. Unonditakura kubva muIjipiti muno wondondiviga kunzvimbo yavo yokuviga vakafa.” Josefi akati, “Ini ndichaita sokureva kwenyu.” Ver CapítuloBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi30 asi pandinozorora namadzibaba angu, mundibudise muIjipiti munondiviga pavakavigwa.” Iye akati, “Ndichaita sezvamareva.” Ver Capítulo |