La Biblia Online

- Anuncios -

Genesi 47:23 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

23 Josefi akazotaurira vanhu achiti, “Nhasi uno ndakutengai imi neminda yenyu kuti muve varanda vamambo. Hedzino mbeu dzokudyara muminda.

Ver Capítulo Copiar

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

23 Ɀino Josefa akati kuʋanhu: Tarirai, ndakateŋgera Farao imi nenyika yenyu nhasi, hedzi mbeu, mudɀare panyika.

Ver Capítulo Copiar

Shona Bible 1949 revised 2002

23 Zvino Josefa akati kuvanhu, “Tarirai, ndakatengera Farao imi nenyika yenyu nhasi, hedzi mbeu, mudyare panyika.

Ver Capítulo Copiar

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

23 Josefi akazotaurira vanhu achiti, “Nhasi uno ndakutengai imi neminda yenyu kuti muve varanda vamambo. Hedzino mbeu dzokudyara muminda.

Ver Capítulo Copiar

Bhaibhiri Idzva rechiShona

23 Josefi akazotaurira vanhu achiti, “Nhasi uno ndakutengai imi neminda yenyu kuti muve varanda vamambo. Hedzino mbeu dzokudyara muminda.

Ver Capítulo Copiar

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

23 Josefa akati kuvanhu, “Zvino zvandakutengai nhasi imi nenyika yenyu kuti muve vaFaro, heyi mbeu yokuti mudyare muminda.

Ver Capítulo Copiar

Genesi 47:23

Síguenos en:

Anuncios

Anuncios