Genesi 47:14 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika14 Zvino nokutenga kwavakaita mbesanwa kudai, Josefi akakukuta mari yose yaiwanikwa muIjipiti nomuKanani achiitutira kumba kwaFarao. Ver CapítuloBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)14 Josefa akaʋuŋganidza mari yose yakaŋga iri panyika yeEgipita, napanyika yeKanani, yaʋakateŋga ɀiyo nayo, Josefa akaisa mari iyo mumba maFarao Ver CapítuloShona Bible 1949 revised 200214 Josefa akaunganidza mari yose yakanga iri panyika yeIjipiti, napanyika yeKenani, yavakatenga zviyo nayo, Josefa akaisa mari iyo mumba maFarao. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika14 Zvino nokutenga kwavakaita mbesanwa kudai, Josefi akakukuta mari yose yaiwanikwa muIjipiti nomuKanani achiitutira kumba kwaFarao. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona14 Zvino nokutenga kwavakaita mbesanwa kudai, Josefi akakukuta mari yose yaiwanikwa muIjipiti nomuKanani achiitutira kumba kwaFarao. Ver CapítuloBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi14 Josefa akaunganidza mari yose yaiwanikwa muIjipiti neKenani yomuripo wezviyo zvavaitenga, uye akaenda nayo kumuzinda waFaro. Ver Capítulo |