La Biblia Online

- Anuncios -

Genesi 46:32 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

32 Basa rehama dzangu idzodzo nderokupfuwa zvipfuwo. Zvino vauya nemombe nezvimwe zvipfuwo zvavo nezvose zvavaiva nazvo.

Ver Capítulo Copiar

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

32 ʋarume aʋa ʋafudzi, nokuti ʋaipfuwa ɀipfuwo; ʋaʋuya namakwai aʋo, neŋombe dzaʋo, neɀose ɀaʋanaɀo.

Ver Capítulo Copiar

Shona Bible 1949 revised 2002

32 varume ava vafudzi, nokuti vaipfuwa zvipfuwo; vauya namakwai avo, nemombe dzavo, nezvose zvavanazvo.

Ver Capítulo Copiar

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

32 Basa rehama dzangu idzodzo nderokupfuwa zvipfuwo. Zvino vauya nemombe nezvimwe zvipfuwo zvavo nezvose zvavaiva nazvo.

Ver Capítulo Copiar

Bhaibhiri Idzva rechiShona

32 Basa rehama dzangu idzodzo nderokupfuwa zvipfuwo. Zvino vauya nemombe nezvimwe zvipfuwo zvavo nezvose zvavaiva nazvo.

Ver Capítulo Copiar

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

32 Vanhu ava vafudzi; vanochengeta zvipfuwo, uye vauya namakwai avo nemombe dzavo nezvose zvavanazvo.’

Ver Capítulo Copiar

Genesi 46:32

Síguenos en:

Anuncios

Anuncios