Genesi 46:18 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika18 Ava ndivo vana navazukuru vaZiripa, uya akapiwa naRabhani kuna Rea mwanasikana wake. Ziripa akaberekera Jakobho vana navazukuru gumi navatanhatu. Ver CapítuloBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)18 Ndiʋo ʋanakomana ʋaZirpa, Rabani waakapa Rea, mukunda wake; wakaɓerekera Jakobo ʋanhu aʋa ʋanegumi naʋatanhatu. Ver CapítuloShona Bible 1949 revised 200218 Ndivo vanakomana vaZiripa, Rabhani waakapa Rea, mukunda wake; akaberekera Jakobho vanhu ava vane gumi navatanhatu. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika18 Ava ndivo vana navazukuru vaZiripa, uya akapiwa naRabhani kuna Rea mwanasikana wake. Ziripa akaberekera Jakobho vana navazukuru gumi navatanhatu. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona18 Ava ndivo vana navazukuru vaZiripa, uya akapiwa naRabhani kuna Rea mwanasikana wake. Ziripa akaberekera Jakobho vana navazukuru gumi navatanhatu. Ver CapítuloBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi18 Ava ndivo vana vakaberekerwa Jakobho naZiripa, uyo akanga apiwa naRabhani kuna Rea mwanasikana wake, gumi navatanhatu pamwe chete. Ver Capítulo |