Genesi 44:30 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika30 “Naizvozvo kana ndikadzokera kune muranda wenyu, ivo baba vangu, ndisina mukomana iyeyu wepamwoyo pavo wavanodisa zvikuru, Ver CapítuloBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)30 Naiɀoɀo, kana ɀino ndikandoȿika kumuranda wenyu, ɓaɓa ʋaŋgu, tisinaiye mukomana, mŋeya waʋo ɀawakaɓatanidzwa nomŋeya womukomana, Ver CapítuloShona Bible 1949 revised 200230 Naizvozvo, kana zvino ndikandosvika kumuranda wenyu, baba vangu, tisinaiye mukomana, mweya wavo zvawakabatanidzwa nomweya womukomana, Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika30 “Naizvozvo kana ndikadzokera kune muranda wenyu, ivo baba vangu, ndisina mukomana iyeyu wepamwoyo pavo wavanodisa zvikuru, Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona30 “Naizvozvo kana ndikadzokera kune muranda wenyu, ivo baba vangu, ndisina mukomana iyeyu wepamwoyo pavo wavanodisa zvikuru, Ver CapítuloBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi30 “Saka zvino, kana mukomana akasava nesu pandinodzokera kumuranda wenyu, baba vangu, uye kana baba vangu, avo vakasunganidza upenyu hwavo kuupenyu hwomukomana, Ver Capítulo |