Genesi 44:2 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika2 uisewo kapu yangu iya yesirivha mumuromo wetsapo yegotwe racho pamwechete nemari nembesanwa dzake.” Mutariri akaita zvaakaudzwa naJosefi. Ver CapítuloBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)2 Nomukombe waŋgu, mukombe wesirveri, uuise pamuromo wehomo yomuɗuku, pamŋe cete nemari yeɀiyo ɀake. Iye akaita seɀaakaʋudzwa naJosefa. Ver CapítuloShona Bible 1949 revised 20022 Nomukombe wangu, mukombe wesirivha, uuise pamuromo wehomwe yomuduku, pamwechete nemari yezviyo zvake.” Iye akaita sezvaakaudzwa naJosefa. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika2 uisewo kapu yangu iya yesirivha mumuromo wetsapo yegotwe racho pamwechete nemari nembesanwa dzake.” Mutariri akaita zvaakaudzwa naJosefi. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona2 uisewo kapu yangu iya yesirivha mumuromo wetsapo yegotwe racho pamwechete nemari nembesanwa dzake.” Mutariri akaita zvaakaudzwa naJosefi. Ver CapítuloBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi2 Ipapo ugoisa mukombe wangu, iwo wesirivha, mumuromo wesaga remuduku kuna vose, pamwe chete nemari yezviyo zvake.” Uye akaita sezvaakanga audzwa naJosefa. Ver Capítulo |