Genesi 43:6 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika6 Iye Isiraeri ndokuti, “Makaitireiko zvakaipa zvikadai? Makanga muchamuudzireiko kuti mune munun'una?” Ver CapítuloBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)6 Israeri akati: Makandiitireiko ɀakaipa ɀakaɗai, ɀamakaʋudza murume uya kuti munomunuŋuna? Ver CapítuloShona Bible 1949 revised 20026 Isiraeri akati, “Makandiitireiko zvakaipa zvakadai, zvamakaudza murume uya kuti munomun'una?” Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika6 Iye Isiraeri ndokuti, “Makaitireiko zvakaipa zvikadai? Makanga muchamuudzireiko kuti mune munun'una?” Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona6 Iye Isiraeri ndokuti, “Makaitireiko zvakaipa zvikadai? Makanga muchamuudzireiko kuti mune munun'una?” Ver CapítuloBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi6 Israeri akabvunza akati, “Seiko makauyisa dambudziko iri pamusoro pangu zvamakaudza murume uyu kuti muno mumwe mununʼuna?” Ver Capítulo |