Genesi 43:32 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika32 Vakapira Josefi zvokudya pake oga. Hama dzake dzakadyirawo padzo dzoga. VaIjipiti vaivamo vakadyirawo pavo voga, nokuti vaIjipiti pachavo vaiti kudya nevaHebheru, chinhu chakashoreka. Ver CapítuloBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)32 Ʋakamupakurira iye oga, naiʋo ʋoga, naʋaEgipita, ʋaisidya naye, ʋoga ʋo, nokuti ʋaEgipita haʋana‐kutenderwa kudya naʋaHeberu, nokuti ɀinonyaŋgadza kunaʋaEgipita. Ver CapítuloShona Bible 1949 revised 200232 Vakamupakurira iye oga, naivo voga, navaIjipiti havana kutenderwa kudya navaHebheru, nokuti zvinonyangadza kuna vaIjipiti. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika32 Vakapira Josefi zvokudya pake oga. Hama dzake dzakadyirawo padzo dzoga. VaIjipiti vaivamo vakadyirawo pavo voga, nokuti vaIjipiti pachavo vaiti kudya nevaHebheru, chinhu chakashoreka. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona32 Vakapira Josefi zvokudya pake oga. Hama dzake dzakadyirawo padzo dzoga. VaIjipiti vaivamo vakadyirawo pavo voga, nokuti vaIjipiti pachavo vaiti kudya nevaHebheru, chinhu chakashoreka. Ver CapítuloBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi32 Vakamupakurira ari oga, madzikoma vari voga, uye vaIjipita vaidya naye vari voga, nokuti vaIjipita vakanga vasingagoni kudya pamwe chete navaHebheru, nokuti zvinonyangadza kuvaIjipita. Ver Capítulo |