La Biblia Online

- Anuncios -

Genesi 43:30 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

30 Pakarepo Josefi akanzwa mwoyo wake kurwadza pamusoro pomunun'una wake, akabva akurumidza kupinda mumba yomukati kundosvimha misodziari imomo.

Ver Capítulo Copiar

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

30 Ɀino Josefa akakurumidza, nokuti mŋoyo wake wakacema munuŋuna wake, akatȿaka paaŋgacema; akapinda muimba yake yomukati, akacema’po.

Ver Capítulo Copiar

Shona Bible 1949 revised 2002

30 Zvino Josefa akakurumidza, nokuti mwoyo wake wakachema mun'una wake, akatsvaka paangachema; akapinda muimba yake yomukati, akachemapo.

Ver Capítulo Copiar

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

30 Pakarepo Josefi akanzwa mwoyo wake kurwadza pamusoro pomunun'una wake, akabva akurumidza kupinda mumba yomukati kundosvimha misodziari imomo.

Ver Capítulo Copiar

Bhaibhiri Idzva rechiShona

30 Pakarepo Josefi akanzwa mwoyo wake kurwadza pamusoro pomunun'una wake, akabva akurumidza kupinda mumba yomukati kundosvimha misodziari imomo.

Ver Capítulo Copiar

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

30 Adumbirwa pakuona kwake mununʼuna wake, Josefa akakurumidza kubuda uye akatsvaka nzvimbo paangachema ari. Akapinda muimba yake yomukati akandochema ari imomo.

Ver Capítulo Copiar

Genesi 43:30

Síguenos en:

Anuncios

Anuncios