Genesi 43:18 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika18 Varume ivavo vakatya pavakaunzwa kumba kwaJosefi. Vakati, “Taunzwa kuno nokuda kwemari iya yakadzoserwa mutsapo dzedu parwendo rwokutanga. Atiunza muno achida kuwana manzvengeredzero okutipomera mhosva achibva atisunga otiita varanda vake achibva atitorera madhongi edu.” Ver CapítuloBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)18 Ʋarume ʋakatya, ɀaʋakaiswa mumba maJosefa, ʋakati: Tinoiswa’mo nokuɗa kwemari yakadzoserwa muhomo dzeɗu paŋguʋa yokutaŋga, kuti atȿake mhoȿa kwatiri, atiʋambe, nokutiita ʋaranda ʋake, acitora ʋo mboŋgoro dzeɗu. Ver CapítuloShona Bible 1949 revised 200218 Varume vakatya, zvavakaiswa mumba maJosefa, vakati, “Tinoiswamo nokuda kwemari yakadzoserwa muhomwe dzedu panguva yokutanga, kuti atsvake mhosva kwatiri, ativambe, nokutiita varanda vake, achitorawo mbongoro dzedu.” Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika18 Varume ivavo vakatya pavakaunzwa kumba kwaJosefi. Vakati, “Taunzwa kuno nokuda kwemari iya yakadzoserwa mutsapo dzedu parwendo rwokutanga. Atiunza muno achida kuwana manzvengeredzero okutipomera mhosva achibva atisunga otiita varanda vake achibva atitorera madhongi edu.” Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona18 Varume ivavo vakatya pavakaunzwa kumba kwaJosefi. Vakati, “Taunzwa kuno nokuda kwemari iya yakadzoserwa mutsapo dzedu parwendo rwokutanga. Atiunza muno achida kuwana manzvengeredzero okutipomera mhosva achibva atisunga otiita varanda vake achibva atitorera madhongi edu.” Ver CapítuloBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi18 Zvino varume vaya vakatya pavakatorwa vakaendwa navo kumba kwake. Vakafunga vakati, “Tauyiswa muno nokuda kwemari iya yakadzoserwa mumasaga edu panguva yokutanga. Anoda kutirwisa, agotikunda, agotisunga senhapwa uye agotora mbongoro dzedu.” Ver Capítulo |