Genesi 43:12 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika12 Takurai mari yakapetwa kaviri kuwanda. Dzokeraiko nemari yamakadzorerwa iya yakaiswa pamuromo wetsapo dzenyu, zvimwe vangadaro vakakanganisa, Ver CapítuloBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)12 mutore mari yakapamhidzwa kaʋiri mumaʋoko enyu, neiya mari yakaŋga yadzoserwa mumiromo yehomo dzenyu, muende makaiɓata mumaʋoko enyu; ɀimŋe ʋakakaŋganisa. Ver CapítuloShona Bible 1949 revised 200212 mutore mari yakapamhidzwa kaviri mumaoko enyu, neiya mari yakanga yadzoserwa mumiromo yehomwe dzenyu, muende makaibata mumaoko enyu; zvimwe vakakanganisa. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika12 Takurai mari yakapetwa kaviri kuwanda. Dzokeraiko nemari yamakadzorerwa iya yakaiswa pamuromo wetsapo dzenyu, zvimwe vangadaro vakakanganisa, Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona12 Takurai mari yakapetwa kaviri kuwanda. Dzokeraiko nemari yamakadzorerwa iya yakaiswa pamuromo wetsapo dzenyu, zvimwe vangadaro vakakanganisa, Ver CapítuloBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi12 Mutakure mari yakapetwa kaviri, nokuti munofanira kudzorera mari yakanga yadzoserwa pamiromo yamasaga enyu. Zvichida kwaiva kukanganisa. Ver Capítulo |