La Biblia Online

- Anuncios -

Genesi 43:10 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

10 “Dai tisina kunonoka, pari zvino tingadai takatodzokerako ruviri rwese.”

Ver Capítulo Copiar

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

10 Nokuti ɗai tisina‐kunonoka, ɀirokwaɀo, tiŋgaɗai tadzoka ɀino rwecipiri.

Ver Capítulo Copiar

Shona Bible 1949 revised 2002

10 Nokuti dai tisina kunonoka, zvirokwazvo, tingadai tadzoka zvino rwechipiri.”

Ver Capítulo Copiar

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

10 “Dai tisina kunonoka, pari zvino tingadai takatodzokerako ruviri rwese.”

Ver Capítulo Copiar

Bhaibhiri Idzva rechiShona

10 “Dai tisina kunonoka, pari zvino tingadai takatodzokerako ruviri rwese.”

Ver Capítulo Copiar

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

10 Izvozvi dai tisina kunonoka, tingadai takatoenda uye takatodzoka kaviri kwose.”

Ver Capítulo Copiar

Genesi 43:10

Síguenos en:

Anuncios

Anuncios