Genesi 3:10 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika10 Adhamu akati, “Ndanzwa kufamba kwamanga muchiita mubindu ndikatya nokuti handina kusimira, ndokubva ndahwanda.” Ver CapítuloBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)10 Iye akati: Ndakanzwa inzwi renyu mumunda, ndikatya, nokuti ndakaŋga ndisina‐kusimira; ndikaʋanda. Ver CapítuloShona Bible 1949 revised 200210 Iye akati, “Ndakanzwa izwi renyu mumunda, ndikatya, nokuti ndakanga ndisina kusimira, ndikahwanda.” Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika10 Adhamu akati, “Ndanzwa kufamba kwamanga muchiita mubindu ndikatya nokuti handina kusimira, ndokubva ndahwanda.” Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona10 Adhamu akati, “Ndanzwa kufamba kwamanga muchiita mubindu ndikatya nokuti handina kusimira, ndokubva ndahwanda.” Ver CapítuloBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi10 Akapindura akati, “Ndanzwa inzwi renyu mubindu, uye ndatya nokuti ndanga ndisina kusimira; saka ndavanda.” Ver Capítulo |