Genesi 1:9 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika9 Mwari akati, “Mvura iri pasi pedenga ngaiungane pamwechete kuti pasi pakaoma pabude pachena,” zvikabva zvaita saizvozvo. Ver CapítuloBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)9 Mŋari akati: Mvura iri pasi peɗeŋga ŋgaiʋuŋgane pamŋe cete, kuti pasi pakawoma paʋonekwe; ɀikaita saiɀoɀo. Ver CapítuloShona Bible 1949 revised 20029 Mwari akati: Mvura iri pasi pedenga ngaiungane pamwechete, kuti pasi pakaoma paonekwe; zvikaita saizvozvo. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika9 Mwari akati, “Mvura iri pasi pedenga ngaiungane pamwechete kuti pasi pakaoma pabude pachena,” zvikabva zvaita saizvozvo. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona9 Mwari akati, “Mvura iri pasi pedenga ngaiungane pamwechete kuti pasi pakaoma pabude pachena,” zvikabva zvaita saizvozvo. Ver CapítuloBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi9 Uye Mwari akati, “Mvura iri pasi pedenga ngaiungane panzvimbo imwe chete, uye pasi pakaoma ngapaonekwe.” Uye zvakaita saizvozvo. Ver Capítulo |