Genesi 1:8 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika8 Mwari akatumidza ziendanakuenda riya kuti denga. Kwakasviba kukaedza, iri rakava zuva rechipiri. Ver CapítuloBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)8 Mŋari akatumidza nɀimbo, akati Ƌeŋga. Maɗeko akaʋa’po, namaŋgwanani akaʋa’po, zuʋa repiri. Ver CapítuloShona Bible 1949 revised 20028 Mwari akatumidza nzvimbo, akati Denga. Madeko akavapo, namangwanani akavapo, zuva repiri. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika8 Mwari akatumidza ziendanakuenda riya kuti denga. Kwakasviba kukaedza, iri rakava zuva rechipiri. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona8 Mwari akatumidza ziendanakuenda riya kuti denga. Kwakasviba kukaedza, iri rakava zuva rechipiri. Ver CapítuloBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi8 Mwari akatumidza nzvimbo iyi kuti “denga.” Uye madekwana akavapo, namangwanani akavapo, zuva rechipiri. Ver Capítulo |