Ezekieri 48:7 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika7 Dzinza rokwaJudha mugovewo mumwechete unobvira kumabvazuva kudzikara kumadokero wakabatana nenyika yokwaRubheni. Ver CapítuloBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)7 Pamuganho waRubeni, kubva kurutiʋi rwamabvazuʋa kuȿikira kurutiʋi rwamavirazuva, ndiwo mugoʋe mumŋe waJuda. Ver CapítuloShona Bible 1949 revised 20027 Pamuganho waRubheni, kubva kurutivi rwamabvazuva kusvikira kurutivi rwamavirazuva, ndiwo mugove mumwe waJudha. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika7 Dzinza rokwaJudha mugovewo mumwechete unobvira kumabvazuva kudzikara kumadokero wakabatana nenyika yokwaRubheni. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona7 Dzinza rokwaJudha mugovewo mumwechete unobvira kumabvazuva kudzikara kumadokero wakabatana nenyika yokwaRubheni. Ver CapítuloBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi7 Judha achava nomugove mumwe chete; uchaganhurana nenyika yaRubheni kubva kumabvazuva kusvikira kumavirira. Ver Capítulo |