Ezekieri 48:6 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika6 Dzinza rokwaRubheni mugove mumwechete unobvira kumabvazuva kudzamara kumavirira wakabatana nenyika yokwaEfuremu. Ver CapítuloBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)6 Pamuganho waEfraimi, kubva kurutiʋi rwamabvazuʋa kuȿikira kurutiʋi rwamaʋirazuʋa, ndiwo mugoʋe mumŋe waRubeni. Ver CapítuloShona Bible 1949 revised 20026 Pamuganho waEfuremu, kubva kurutivi rwamabvazuva kusvikira kurutivi rwamavirazuva, ndiwo mugove mumwe waRubheni. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika6 Dzinza rokwaRubheni mugove mumwechete unobvira kumabvazuva kudzamara kumavirira wakabatana nenyika yokwaEfuremu. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona6 Dzinza rokwaRubheni mugove mumwechete unobvira kumabvazuva kudzamara kumavirira wakabatana nenyika yokwaEfuremu. Ver CapítuloBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi6 Rubheni achava nomugove mumwe chete; uchaganhurana nenyika yaEfuremu kubva kumabvazuva kusvikira kumavirira. Ver Capítulo |