La Biblia Online

- Anuncios -

Ezekieri 48:35 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

35 Kureba kweguta iroro rose kuritenderera, kuchange kuchiita makiromita mapfumbamwe. Izvozvo zita reguta rinenge rava kuzonzi, “Tenziaripo.”

Ver Capítulo Copiar

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

35 Ɀose ɀinofanira kuita tsaŋga dzineɀuru ɀinegumi neɀisere pamatiʋi ose manna; zita reguta kubva pazuʋa iro rinofanira kunzi, Jehova uri’po.

Ver Capítulo Copiar

Shona Bible 1949 revised 2002

35 Zvose zvinofanira kuita tsanga dzine zviuru zvine gumi nezvisere pamativi ose mana; zita reguta kubva pazuva iro rinofanira kunzi, “Jehovha aripano.”

Ver Capítulo Copiar

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

35 Kureba kweguta iroro rose kuritenderera, kuchange kuchiita makiromita mapfumbamwe. Izvozvo zita reguta rinenge rava kuzonzi, “Tenziaripo.”

Ver Capítulo Copiar

Bhaibhiri Idzva rechiShona

35 Kureba kweguta iroro rose kuritenderera, kuchange kuchiita makiromita mapfumbamwe. Izvozvo zita reguta rinenge rava kuzonzi, “Tenziaripo.”

Ver Capítulo Copiar

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

35 “Kutenderera nzvimbo yacho kuchaita nhambwe zviuru gumi nezvisere. “Uye zita reguta kubvira panguva iyoyo zvichienda mberi richanzi: Jehovha aripo.”

Ver Capítulo Copiar

Ezekieri 48:35

Síguenos en:

Anuncios

Anuncios