Ezekieri 48:30 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika30 Nzvimbo dzokubuda nadzo muguta ndidzo idzi: dzinoti: Kuchamhembe kwacho kunoita makiromita maviri ana mamita mazana maviri ane makumi mashanu kwaerwa Ver CapítuloBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)30 Iyi ndiyo migumo yeguta: Kurutiʋi rwokumsoro tsaŋga dzineɀuru ɀinna namazana mashanu pakuyerwa kwaɀo; Ver CapítuloShona Bible 1949 revised 200230 Iyi ndiyo migumo yeguta: Kurutivi rwokumusoro tsanga dzine zviuru zvina namazana mashanu pakuyerwa kwazvo; Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika30 Nzvimbo dzokubuda nadzo muguta ndidzo idzi: dzinoti: Kuchamhembe kwacho kunoita makiromita maviri ana mamita mazana maviri ane makumi mashanu kwaerwa Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona30 Nzvimbo dzokubuda nadzo muguta ndidzo idzi: dzinoti: Kuchamhembe kwacho kunoita makiromita maviri ana mamita mazana maviri ane makumi mashanu kwaerwa Ver CapítuloBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi30 “Aya achava masuo okubuda nawo eguta: “Kutangira kurutivi rwokumusoro, kureba kwacho kuna makubhiti zviuru zvina zvina mazana mashanu, Ver Capítulo |