La Biblia Online

- Anuncios -

Ezekieri 48:27 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

27 Dzinza rokwaGadhi rinowanawo mugove mumwechete unobvira kumabvazuva kusvika kumavirira wakabatana nenyika yokwaZebhuroni.

Ver Capítulo Copiar

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

27 Pamuganho waZeburuni, kubva kurutiʋi rwamabvazuʋa kuȿikira kurutiʋi rwamaʋirazuʋa, ndiwo mugoʋe mumŋe waGadi.

Ver Capítulo Copiar

Shona Bible 1949 revised 2002

27 Pamuganho waZebhuruni, kubva kurutivi rwamabvazuva kusvikira kurutivi rwamavirazuva, ndiwo mugove mumwe waGadhi.

Ver Capítulo Copiar

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

27 Dzinza rokwaGadhi rinowanawo mugove mumwechete unobvira kumabvazuva kusvika kumavirira wakabatana nenyika yokwaZebhuroni.

Ver Capítulo Copiar

Bhaibhiri Idzva rechiShona

27 Dzinza rokwaGadhi rinowanawo mugove mumwechete unobvira kumabvazuva kusvika kumavirira wakabatana nenyika yokwaZebhuroni.

Ver Capítulo Copiar

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

27 Gadhi achava nomugove mumwe chete; uchaganhurana nenyika yaZebhuruni kubva kumabvazuva kusvika kumavirira.

Ver Capítulo Copiar

Ezekieri 48:27

Síguenos en:

Anuncios

Anuncios